곡 정보
- Soja Rinosvika Kure
- Jah Prayzah
- Kumbumura Mhute
Varume sei muchitevera tsimba rangu
Varume sei muchinokora tsoka yangu
Munondikandira matombo munzira yangu
Munondicherera makomba munzira yangu
Kana ndakatadza mundiregerere
Kana ndakaresva mundikanganwire
Kana ndakatadza mundiregerere
Kana ndakaresva mundikanganwire
Ndiyo here nyaya yacho nhai vakuruwe
Zvamunonditarisa musingapindure
Munoda kuti nyembe dzangu ndidzikurure
Ndidzipe ani nhai vakuruwe
Ndiyo here nyaya yacho nhai vakuruwe
Zvamunonditarisa musingapindure
Munoda kuti nyembe dzangu ndidzikurure
Ndidzipe ani nhai vakuruwe
Havamborara mudzimba
Varikumwaya bute
Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu

Havandishuvire rudo nerugare, kuti ndiro soja rinosvika kure
Ndiende kumaroro kure kure, ndizo here nhai vakuruwe

Ndiende kumaroro kure kure, ndizvo here nhai vakuruwe
Iri ndiro soja rinosvika kure soja, soja rinosvika kure
Iri ndiro soja rinosvika kure soja rinosvika kure
Iri ndiro soja rinoenda kure soja, soja rinoenda kure
Iri ndiro soja rinoenda kure soja rinoenda kure

Mhai munzira yangu, munzira yangu
Mhai munzira yangu hwee, munzira yangu
Mhai munzira yangu wooo, munzira yangu
Mhai munzira yangu hwee, munzira yangu
Ndiyani ndiyani akareba, anokwanisa kusimudza mureza
Ndiyani ndiyaniko member, anokwanisa kumira ariega
Tirikutsvaga chamagwiza, gamba risina anoperekedza
Anenjere shanu dzakarodzwa, dzinocheka kucheka kunge reza
Ndiro soja rinosvika kure soja
Soja rinosvika kure soja rinosvika kure

Munzira yangu, munzira yangu

멜론 님께서 등록해 주신 가사입니다.